GospelMusic
Jah Prayzah – Mwana WaMambo
Mwana WaMambo by Jah Prayzah Mp3 Download
Get this song from Jah Prayzah titled Mwana WaMambo. Mukudzeyi Mukombe, better known as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and lead member of the band Third Generation, Born on 4 July 1987 (age 37 years). The song will make your playlist if love good music.
Use the link below to stream and download Mwana WaMambo by Jah Prayzah.
Lyrics Of Mwana WaMambo by Jah Prayzah
Mwana waMambo akachengetwa nehondoAnenge ruva riri pasanzu rinobayaKana womupfimba, wopfimba wakaringe nziraNekuti hondo inouya uripo
Wakanotora wega mbeu yehuMamboVachazokubvunza zuva remuripoKana womupfimba, wopfimba wakaringe nziraNekuti hondo inouya uripo
Ende haudzirote dzinorota vamwe haudziroteUchatokungurutsa dombo reGoridheUkadzamba dzamba (zvaoma)Ukandandama (zvaoma)Ukatsenga mukanwa (zvaoma)Iwe vanokanda miseve (zvaoma)
Ende hauridye rinopisa hauridyeUchatokungurutsa dombo reGoridheUkadzamba dzamba (zvaoma)Ukandandama (zvaoma)Ukatsenga mukanwa (zvaoma)Iwe vanokanda miseve (zvaoma)
Washinga kudongorera mwana waMamboWoshuva kusanganiswa nehumamboHmm wadenha mangwiro, wadenha hombiroHaikona kuzemberana nemwana waMambo
Washinga kudongorera mwana waMambo (njeere kunje)Woshuva kusanganiswa nehumambo (njere kunje)Wadenha mangwiro, wadenha hombiro (njeere kunje)Haikona kuzemberana nemwana waMambo (njeere kunje)
Wakanzi mwanasikana usabude mudendereMuzunde raMambo mungamuke tsekwendeMambo kwindima, mwanasikana kwindimaHaa kwindima, muromo mumhuno kwindima
Wakanzi mwanasikana usabude mudendereMuzunde raMambo mungamuke tsekwendeMambo kwindima, mwanasikana kwindimaHaa kwindima, muromo mumhuno kwindima
Nyemwerera mwana mutemaTione saka nemeno machena ayaChinguri ndakabviro kanda shoko rerudo (aah, aah) rerudo (aah, aah)Hoo, nyemwerera mwana mutemaTione saka nemeno machenaChinguri ndakabviro kanda shoko rerudo (aah, aah) rerudo (aah, aah)
Ndini uyo, inzwai mukoma ndini uyoChengeta muhana usareve nemuromoNdafunga kufamba mudima, musina anorondaNdafunga kupotera pamuzinda waMambo
Ha, ndini uyo, inzwai mukoma ndini uyoChengeta muhana usareve remuromoNdafunga kufamba mudima musina anorondaNdafunga kupotera pamuzinda waMambo
Ende haudzirote dzinorota vamwe, haudziroteUchatokungurutsa dombo reGoridheUkadzamba dzamba (zvaoma)Ukandandama (zvaoma)Ukatsenga mukanwa (zvaoma)Iwe vanokanda miseve (zvaoma)
Ende hauridye rinopisa, hauridyeUchatokungurutsa dombo reGoridheUkadzamba dzamba (zvaoma)Ukandandama (zvaoma)Ukatsenga mukanwa (zvaoma)Iwe vanokanda miseve (zvaoma)
Ndapfidza, ndakadarika mwero ndapfidza (tiri muchirangano)Ndabvunza (chirangano)Kuna Mwari akasika (tiri muchirangano)Takabvumirana (chirangano)Tichagara kwemakore zana (tiri muchirangano)Vakabatikana (chirangano)Changamire vakabatikana (tiri muchirangano)

Haa ndapfidza, ndakadarika mwero ndapfidza (tiri muchirangano)Ndabvunza (chirangano)Kuna Mwari akasika (tiri muchirangano)Takabvumirana (chirangano)Tichagara kwemakore zana (tiri muchirangano)Vakabatikana (chirangano)Changamire vakabatikana (tiri muchirangano)
Ndapfidza, ndakadarika mwero ndapfidza (tiri muchirangano)Ndabvunza (chirangano)Kuna Mwari akasika (tiri muchirangano)Takabvumirana (chirangano)Tichagara kwemakore zana (tiri muchirangano)Vakabatikana (chirangano)Changamire vakabatikana (tiri muchirangano)
-
NaijaMusic4 months agoRuby Amanfu – Beautiful You are
-
NaijaMusic4 months agoFeranmi Golden Angel – Humble Cry ft. Toluwanisings
-
NaijaMusic4 months agoKhenyzee – FaceTime12 (Acoustic Version)
-
NaijaMusic4 months agoJerry Jarah – Ko Na Sufa
-
NaijaMusic4 months agoDbn Nyts – Shumaya
-
NaijaMusic2 years agoMirabel Somi – Good God(Lyrics)