GospelMusic
Jah Prayzah – Chiramwiwa
Chiramwiwa by Jah Prayzah Mp3 Download
Get this song from Jah Prayzah titled Chiramwiwa. Mukudzeyi Mukombe, better known as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and lead member of the band Third Generation, Born on 4 July 1987 (age 37 years). The song will make your playlist if love good music.
Use the link below to stream and download Chiramwiwa by Jah Prayzah.
Lyrics Of Chiramwiwa by Jah Prayzah
Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu)Milli (Milli, Milli, Milli)Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu)
Mwanangu (mwanangu, mwanangu)Mwanangu ChiramwiwaEnda, nechipo chawapiwaAsi usakanganwa nzira yekumbaMwanangu (mwanangu, mwanangu)Mwanangu ChiramwiwaEnda, nechipo chawapiwaAsi usakanganwa nzira yekumba
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayanaDzoka mwanaChimwe chanaChimwe chana changu chakarova chanaChimwe chanaDzoka kumba, huya ndikubaire gwayanaDzoka mwanaChimwe chanaChimwe chana changu chakarova chanaChimwe chana
Mwanangu (mwanangu, mwanangu)Chero tikapara pasi senjivaChero ndakuona rimwe rezuvaChiramwiwa
Mwanangu (mwanangu)Kuti uzowana chako cheziyaUchatanga watokumbira mweyaChiramwiwa
Aika zve mwananguChiramwiwaChiramwiwaAika zve mwanangu
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayanaDzoka mwanaChimwe chanaChimwe chana changu chakarova chanaChimwe chanaDzoka kumba, huya ndikubaire gwayanaDzoka mwanaChimwe chanaChimwe chana changu chakarova chanaChimwe chana
Ndakabara ndikarera ndegaNdakabara ndikarera ndegaNdatetereka, Nedzimwe nyikaNdikati inzwai mai saraiNdikati inzwai mai saraiIni ndamberereka, ndedzimwe nyikaNdikati inzwai mai saraiNdikati inzwai mai saraiNdatetereka nedzimwe nyikaInzwai mai sarai, ndikati inzwai
Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega)Maiti kumba kune nhamo
Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire gwayana, dzoka mwanaInga ndimi maiti ramba uchizama (chimwe chana) chanaChimwe chana changu chakarova chana (chimwe chana)Uchapepuka tazopesana (dzoka kumba) mwanangu huya ndikubaire gwayanaDzoka mwanaUchapepuka tapesana (chimwe chana)Mwanangu (chimwe chana changu chakarova chana)Chimwe chana
Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe?Uchapepuka tazopesana
Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire (baire gwayana) gwayanaDzoka mwana (ahhh)Maiti kumba kune nhamo (chimwe chana) mwana(Chimwe chana changu) changu chakarova chana(Chimwe chana) chana, chana(Dzoka kumba) mwana huya ndikubaire gwayanaDzoka mwana, (mwana)
Inga ndimi maiti ramba uchizama(Chimwe chana) chana(Chimwe chana) changu chakarova chana(Chimwe chana) chana, chana
-
Devotional1 year agoRuby Amanfu – Beautiful You are
-
Devotional1 year agoFeranmi Golden Angel – Humble Cry ft. Toluwanisings
-
Devotional1 year agoKhenyzee – FaceTime12 (Acoustic Version)
-
Devotional1 year agoJerry Jarah – Ko Na Sufa
-
Devotional1 year agoDbn Nyts – Shumaya
-
Devotional2 years agoMirabel Somi – Good God(Lyrics)
