Connect with us

GospelMusic

Oliver Mtukudzi – Dzoka Uyamwe

Dzoka Uyamwe by Oliver Mtukudzi Mp3 Download

Get this song from Oliver Mtukudzi titled Dzoka Uyamwe. Oliver “Tuku” Mtukudzi was a Zimbabwean musician, businessman, philanthropist, human rights activist and UNICEF Goodwill Ambassador for Southern Africa Region. The song will make your playlist if love good music.

Use the link below to stream and download Dzoka Uyamwe by Oliver Mtukudzi.

Lyrics Of Dzoka Uyamwe by Oliver Mtukudzi

Mandiona kuswiba mati kuoraKundiwona kuswiba mati kuora iweVandiona kuswiba vati kuoraKundiwona kuswiba hunzi kuora
Kwangu vakomana mamuripo imiNdoenda kwangu varume we mamuripo imiKudzoka dande vakomana mamuripo imi
Ndafunga dande kudzoka dandeNdasuwa dande kudzoka dandeNdafunga dande vakomana ndafunga kweduKufunga dande varume ndafunga kweduNdafunga dande vakomana ndafunga kweduKudzoka dande varume ndafunga kwedu
Huya zwako goto ranku we dzokaZamu rakamirira iwe dzoka uyamweHuya zwako goto ranku we dzokaZamu rakamirira iwe dzoka uyamwe
Kukurumura kwandakaita gore riaPawakasiyira ndipapo dzoka uyamweKukurumura kwandakaita gore riaPawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
Ndafunga dande vakomana ndafunga kweduNdafunga dande varume ndafunga kweduNdafunga dande vakomana ndafunga kweduNdafunga dande varume ndafunga kwedu
Mandiona kuswiba mati kuoraKundiwona kuswiba mati kuora iweMandiona kuswiba mati kuoraKundiwona kuswiba hunzi kuora
Kuora kwemuhnu kurimumoyo wakeKuswiba kwemunhu murimufungwaKuora kwemuhnu kurimumoyo wakeKuswiba kwemunhu murimufungwa
Ndafunga dande kudzoka dandeNdasuwa dande kudzoka dandeNdafunga dande vakomana ndafunga kweduKufunga dande varume ndafunga kweduNdafunga dande vakomana ndafunga kweduKudzoka dande varume ndasuwa kwedu
Huya zwako goto ranku we dzokaNdafunga dandeZamu rakamirira iwe dzoka uyamweufunga dandeHukurumura kwandakaita gore riaNdafunga dandePawakasiyira ndipapo dzoka uyamweNdafunga dandeHukurumura kwandakaita
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu (dzoka)Kufunga dande varume ndafunga kwedu (dzoka uyamwe)Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu (dzoka)Kufunga dande varume ndafunga kwedu (dzoka uyamwe)
Huya zwako goto ranku we dzoka (ndafunga dande)Zamu rakamirira iwe dzoka uyamwe (kudzoka dande)Huya zwako goto ranku we dzoka (ndafunga dande)Zamu rakamirira iwe dzoka uyamwe (kudzoka dande)Hukurumura kwandakaita gore ria (ndafunga dande)Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe (kudzoka dande)Hukurumura kwandakaita gore ria (ndafunga dande)Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu (dzoka)Ndafunga dande varume ndafunga kwedu (dzoka uyamwe)Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu (dzoka)Ndafunga dande varume ndafunga kwedu (dzoka uyamwe)
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu (dzoka)Ndafunga dande varume ndafunga kwedu (dzoka uyamwe)Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu (dzoka)Ndafunga dande varume ndafunga kwedu (dzoka uyamwe)
 

Download Mp3 Here

Click to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Trending Music

Copyright © 2014 - 2025 | DivineFlaver

          <