Connect with us

GospelMusic

Oliver Mtukudzi – Chiri Nani

Chiri Nani by Oliver Mtukudzi Mp3 Download

Get this song from Oliver Mtukudzi titled Chiri Nani. Oliver “Tuku” Mtukudzi was a Zimbabwean musician, businessman, philanthropist, human rights activist and UNICEF Goodwill Ambassador for Southern Africa Region. The song will make your playlist if love good music.

Use the link below to stream and download Chiri Nani by Oliver Mtukudzi.

Lyrics Of Chiri Nani by Oliver Mtukudzi

Wotokumbira muridzi munun’una (kumbira)Ungatokumbira varidzi chete (kumbira)Kuvima masango anorura
Unotokumbira muridzi munun’una (kumbira)Kuvima masango anorura ayaUnotokumbira muridzi ndeha (kumbira)
Wotokumbira muridzi (kumbira)Unotokumbira varidzi muzukuru (kumbira)Kuvhima masango anorura ayaUnotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)Kuvhima masango anorura iweUnotokumbira muridzi ndeha (kumbira)
Michero yesango unotokumbira muridzi munun’una (kumbira)Mhuka dzesango unotokumbira muridzi hona (kumbira)He chino nechino (aiwa ndechangu)Aripano anoti (mwana ndewangu)Neasina kuwanikwa hunzi (murume ndewangu)Hapana chisina muridzi (kumbira)
Ho chirinani kupinda chimwe chiiko (chirinani kupinda chimwe)Hakuna chisikwa chirinani chirinani kupinda chimwe(Chirinani kupinda chimwe)Ehe chirinani chirinani kupinda chimwe chii ko(Chirinani kupinda chimwe)Maiwe chirinani chirinani kupinda chimwe hakunaba(Chirinani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chirinani chirinani kupinda chimwe(Chirinani kupinda chimwe)Hakuna chisikwa chirinani chirinani kupinda chimwe(Chirinani kupinda chimwe)Ehe chirinani chirinani kupinda chimwe chiiko(Chirinani kupinda chimwe)Maiwe chirinani chirinani kupinda chimwe hakunaba(Chirinani kupinda chimwe)
Ho ho ho ho ho ho ho hoHo ho ho ho ho ho ho hoUnokuwara iwe
Chavhiringa ndoenda unendoro maiwe ndoenda iniChavhiringa ndoenda ndinenge mbwendeChavhiringa ndoenda unendoro hoiye kumusha weChavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndenda unendoro we unendoro we unendoroChavhiringa ndoenda ndinenge mbwende iniChavhiringa ndenda unendoro we unendoro we unendoroChavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende ndinenge mbwendeNdinenge mbwende ndinenge mbwendeNdinenge mbwende ndinenge mbwende ndinenge mbwendeNdinenge mbwende ndinenge mbwende
Kuzenge mbwende ndinenge mbwende ndinenge mbwendeNdinenge mbwende ndinenge mbwendeKuzenge mbwende ndinenge mbwende ndinenge mbwendeNdinenge mbwende ndinenge mbwende hoiye
Ho ndoenda paurendoPaurendo paurendoIni ndoenda paurendo (bherengende)
Amaihwe paurendo paurendo paurendoIni ndoenda paurendo (bherengende)Amaihwe paurendo paurendo paurendoIni ndoenda paurendo (bherengende)
 

Download Mp3 Here

Click to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Trending Music

Copyright © 2014 - 2025 | DivineFlaver

          <